Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchidududza unenge uchifamba uchidzokera shure asi iwe wakatarisa kwauri kubva.
1
Kana uchidududza unenge uchifamba uchidzokera shure asi iwe wakatarisa kwauri kubva.
Kuchedha kudududza nokuda kokuti zvawanga uchirwisana nazvo mberi zvava kukukurira.
Kana uchidududza unenge uchifamba uchidzokera shure asi iwe wakatarisa kwauri kubva.
Kuti kanganya kanganya kufamba uchienda nedivi kana kuti uchidududza kudzokera shure, zvishoma zvishoma.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03duduna
Kududuna kutsenga chinhu chakaomarara nemazino, pachinzwikwa karuzha kokutsenga.
VerengaSwipe for the next word