KwaunobvaDuramazwiDdudu

Duramazwi

dudu

Zvinoreva

Kuti dudu kufamba munhu achidzokera kumashure iye akatarisa mberi. Payakanzwa vanhu kutaura, mbavha yakati dudu ichipinda muchibage nehari yenyama.

1

Kuti dudu kufamba munhu achidzokera kumashure iye akatarisa mberi. Payakanzwa vanhu kutaura, mbavha yakati dudu ichipinda muchibage nehari yenyama.

Kuti dudu dudu kufamba munhu akakotamira mberi, achizvivanza kuti asaonekwe navamwe.

Iri izwi rinoshandiswa navana vanenge vachitamba mutambo wedudumuduri. Kana ndikati, _"Dudu muduri,"_ munopindura muchiti, _"Katswe"_.

Mududu kamwena kanenge kachiramba kachisinira mvura kana kunze kwanaya mvura yakawanda.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dudu dudu

Kuti dudu dudu kufamba munhu akakotamira mberi, achizvivanza kuti asaonekwe navamwe.

Verenga

Swipe for the next word