Duramazwi
Zvinoreva
Dubwani ibundu rine mvura mukati, rinomera panenge patsva.
1
Dubwani ibundu rine mvura mukati, rinomera panenge patsva.
Dubwani ibundu rine mvura mukati, rinomera panenge patsva.
2
Dubwani ibundu rine mvura rinoitiswa nekukwizikana mubasa kana pakufamba. Ndaita dubwani nedemo kumasanzu atanga tichitema uko. Musi watatiza hondo pamusha pedu takafamba makumbo akaita matubwani.
Zvakafanana
dukumbwa · dukutumbwa · duzu · nhuzu
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03duche
Duche munhu anoita zvinhu zvisina kungwara.
VerengaSwipe for the next word