Duramazwi
Zvinoreva
Kuti du du du kutsenga zvinhu zvakaoma, senyimo dzakakangwa dzikaomeswa.
1

2
Kuti du du du kutswa zviyo.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dube
Dube munhu anonyepera kupusa achiitira kuvanza mashiripiti ake.
VerengaSwipe for the next word