Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bubudu kuzadza kunoita munhu kamudziyo kadiki nezvinhu.
Kana munhu akati bubudu anenge atsenga zvinhu zvakaomarara nemazino, achiita zvokubanda.
1

2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bubudura
Kububudura kudya kunoita munhu chinhu chakaita sembambaira mbishi achiita zvokubanda.
VerengaSwipe for the next word