Duramazwi
Duramazwi
Kuti gegedu kubanda chinhu chakaoma kudya.
Kuti gegedu kubanda chinhu chakaoma kudya.
Ndanzwa kuti gegedu, ndikaziva kuti ari kudya bhonzo.
Duramazwi
01 / 03gegedura
Kana munhu achigegedura chinhu chakaomarara anenge achichibanda nemazino.
VerengaSwipe for the next word