KwaunobvaDuramazwiGgegedzera

Duramazwi

gegedzera

-detyera-gegedza

Zvinoreva

Kana munhu achigegedzera anenge achiseka nezwi riri pamusoro uye kwenguva refu, pasina kuzorora.

1

Kana munhu achigegedzera anenge achiseka nezwi riri pamusoro uye kwenguva refu, pasina kuzorora.

Kuti bvaru kuseka kwekugegedzera kunoitwa nemunhu anakidzwa chaizvo.

Kana munhu abvaruka anenge aseka achigegedzera uye achiratidza kuti anakidzwa zvokupereredza.

Kana munhu achigegedzera anenge achiseka nezwi riri pamusoro uye kwenguva refu, pasina kuzorora.

Zvakafanana

-detyera · -gegedza

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gegeredza

Kugegeredza zvirimwa kuzvigaya uchishandisa chigayo chemaoko.

Verenga

Swipe for the next word