Duramazwi · zita
Zvinoreva
Aka kambo kanorerutsa basa kanoimbwa nevasikana vachitswa, vachidana
1
Aka kambo kanorerutsa basa kanoimbwa nevasikana vachitswa, vachidana
Iri izwi rinoshandiswa navana vanenge vachitamba mutambo wedudumuduri. Kana ndikati, _"Dudu muduri,"_ munopindura muchiti, _"Katswe"_.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dududza
Kana uchidududza unenge uchifamba uchidzokera shure asi iwe wakatarisa kwauri kubva.
VerengaSwipe for the next word