Duramazwi · zita
chido
aspiration · goodwill · want · willing · willingness · wish · desire · passion · Will
Duramazwi · zita
aspiration · goodwill · want · willing · willingness · wish · desire · passion · Will
Chido igomba rinoita pamatama evamwe vanhu uye rinobuda kana vachiseka kana kutaura.
Chido kunzwa kuda kana kufarira mumwe munhu kana chinhu.
Chido igomba rinoita pamatama evamwe vanhu uye rinobuda kana vachiseka kana kutaura.
Kuenda parufu mucherechedzowo wokuti hama dzine chido chekuzadzikisa basa rose rakaitwa nemufi.
Basa rose kuti rifambe zvakanaka zvinodawo kuti pave nevanhu vakarongeka, vane chido uye vakazvipira kuti vaite basa iri.
Tendai: Mudiwa wangu, chido chemwoyo!
Chido kunzwa kuda kana kufarira mumwe munhu kana chinhu.
Mbuya vane chido nemuzukuru wavo.
Basa rose kuti rifambe zvakanaka zvinodawo kuti pave nevanhu vakarongeka, vane chido uye vakazvipira kuti vaite basa iri.
Chido kuva nemwoyo nepfungwa dzokuita chinhu nemazvo.
Mwana uyu ane chido nebasa rake.
chidiyo
Duramazwi
01 / 03chido chemwoyo
Kana uchiti munhu chido chemwoyo wako unenge uchimufarira uye uchimudokwairira kumuita mudikani wako.
VerengaSwipe for the next word