KwaunobvaDuramazwiCchidodo

Duramazwi · zita

chidodo

Zvinoreva

Chidodo indiro diki, kazhinji yedhaka, inoisirwa zvinhu zvinotapudziranwa panguva yokudya.

1

Mushure mokunwa putugadzike nechingwa, takazodya mazai aiva muchidodo.

Chidodo indiro diki, kazhinji yedhaka, inoisirwa zvinhu zvinotapudziranwa panguva yokudya.

Zvakafanana

honza

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidodoma

Chidodoma kumashure kwetsoka.

Verenga

Swipe for the next word