Duramazwi · zita
Zvinoreva
Havi chishuwo chekuda kudya, kunwa, kuputa fodya, kana kuita zvimwewo zvinofarirwa nemunhu.
1
Havi chishuwo chekuda kudya, kunwa, kuputa fodya, kana kuita zvimwewo zvinofarirwa nemunhu.
Havi yefodya inotopera nokuiputa.
Kugwangura kupedza nhomba kana havi yokuda kudya chinhu nokutodya chinhu chacho.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03haya
hire
VerengaSwipe for the next word