Duramazwi
Zvinoreva
Hava vana venyu venyu, isu takafundisa tikapedza.
Kuhatuka.
1
Hava vana venyu venyu, isu takafundisa tikapedza.
Gushungo chidao chavaira Tsivo, vanoera sikarudzi yomunhukadzi.
Ichi chidao chavaira Moyo chinoratidza kuzvirumbidza kwavo vachiti rudzi rusingarambwi navakadzi pakupfimba.
Ichi chidao chavaira Shava yeHarava.
2
Kuhatuka.
Ichi chidao chavaira Moyo chinoratidza kuzvirumbidza kwavo vachiti rudzi rusingarambwi navakadzi pakupfimba.
Ichi chidao chavaira Shava yeHarava.
Ichi chidao chavaira Ngara chokuzvikudza kuti vakakunda pamakwikwi okupfura dombo kuti ritsemuke vagokwanisa kupiwa mwana wamambo semukadzi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03havano
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti vanhu vacho vari kutaura vari pano.
VerengaSwipe for the next word