Duramazwi
Zvinoreva
Kuhatuka kubatira moto kwechinhu nekukurumidza. Ukangokwenyera machisa mumipani, inohatuka kamwe chete.
1

Kuchatuka kutsvaka chinhu uchidisa kuchiwana asi uchikundikana.
Kuhatuka kubatira moto kwechinhu nekukurumidza. Ukangokwenyera machisa mumipani, inohatuka kamwe chete.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hau
Kuti hau kuhukura kunoita imbwa.
VerengaSwipe for the next word