KwaunobvaDuramazwiHhavhi

Duramazwi · zita

havhi

Zvinoreva

Chidimbu chechinhu chakayerwa (half).

1

Chidimbu chechinhu chakayerwa (half).

Musikana ishavhi, anoteverwa neshiri.

Shavhi muchero wakaita mudiki unenge onde, unodyiwa navanhu pamwe neshiri.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

havi

Havi chishuwo chekuda kudya, kunwa, kuputa fodya, kana kuita zvimwewo zvinofarirwa nemunhu.

Verenga

Swipe for the next word