KwaunobvaDuramazwiHhafu

Duramazwi

hafu

half · lalf

Zvinoreva

Hafu ndechimwe chezvidimbu zviviri zvakamurwa zvakaenzanirana. Hafu yegore mwedzi waChikumi.

1

Hafu ndechimwe chezvidimbu zviviri zvakamurwa zvakaenzanirana. Hafu yegore mwedzi waChikumi.

Pakapera imwe hafu yemugwagwa, Jongwe akati,"Ndapfuura Tsuro kare, ngandimbodzora mweya".

Hafu ndechimwe chezvidimbu zviviri zvakamurwa zvakaenzanirana. Hafu yegore mwedzi waChikumi.

Garani chierwa chemvura kana zvimwewo chinoita marita mana nehafu.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hafura

Kuhafura kubvisa zvimwe zvinhu padutu, kana pane zvakawanda, kuti pasare zvishoma.

Verenga

Swipe for the next word