KwaunobvaDuramazwiHhadzi

Duramazwi · zita

hadzi

hind · doe

Zvinoreva

Hadzi imhuka ipi zvayo inoberekeswa mwana nemhuka honho.

1

Hadzi imhuka ipi zvayo inoberekeswa mwana nemhuka honho.

Jongwe ihuku rume inenge iri huru kudarika hadzi dzacho, inenge iine muchoroto.

Kana imbwa hono ichidzinga hadzi inenge ichikwira pamusoro payo kuti ibereke.

Nzvarakamwe munhukadzi kana mhuka hadzi inenge yangobereka mwana mumwe chete.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word