KwaunobvaDuramazwiHhafura

Duramazwi

hafura

-shomesa-hesvura

Zvinoreva

Kuhafura kubvisa zvimwe zvinhu padutu, kana pane zvakawanda, kuti pasare zvishoma.

1

Vakahafura saga kuti ritakurike.

Kuhafura kubvisa zvimwe zvinhu padutu, kana pane zvakawanda, kuti pasare zvishoma.

Zvakafanana

-shomesa · -hesvura

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hafutani

Hafutani uremu hwemakirogiramu mazana mashanu.

Verenga

Swipe for the next word