Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hafutani uremu hwemakirogiramu mazana mashanu.
1

Hafutani imotokari diki zvishoma pane rori, inotakura zvinhu zvine uremu hunokwana makirogiramu mazana mashanu.

2

Vaitakura chibage nehafutani.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03haharara
Kuti haharara kuratidza kusagadzikama kana kusatsiga.
VerengaSwipe for the next word