Duramazwi
Zvinoreva
Kuti haharara kuratidza kusagadzikama kana kusatsiga.
1
Kuti haharara kuratidza kusagadzikama kana kusatsiga.
Munhu akati haharara anozezesa kufamba naye nekuti unozofungidzirwa kuti uri nzenza.
Kana mukova wakati haharara unenge wakanyanya kushama.
2
Kana mukova wakati haharara unenge wakanyanya kushama.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hai
Tinoshandisa hai kutaridza kushatirwa pamwe nokushamisika.
VerengaSwipe for the next word