KwaunobvaDuramazwiHharadada

Zvinoreva

Kana musuo weimba wakati haradada unenge wakashama zvakanyanya.

1

Kana musuo weimba wakati haradada unenge wakashama zvakanyanya.

Somunhu akanga ononoka vakasiya musiwo wavo wakati haradada kushama.

Kana musuo weimba wakati haradada unenge wakashama zvakanyanya.

Nharadada munhu anoita zvounhubu, zvokuba uye anokanganisa magariro evamwe vanhu nekuda kwemabasa ake asina kururama.

Zvakafanana

bherengende

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word