KwaunobvaDuramazwiHhapwa

Duramazwi · zita

hapwa

armpit

Zvinoreva

Hapwa pasi pebipito, panovharwa neruoko zvichisangana nedivi rediti.

1

Hapwa pasi pebipito, panovharwa neruoko zvichisangana nedivi rediti.

Pamanyore hapasimudzwi hapwa dzinozosimudzwa chapo chamuka.

Kana munhu akafa achinzi ari kupisa hapwa, anenge asina nguva yakareba afa.

Kana munhu achinzi ashamura hapwa pane vanhu, anenge ataura zvinhu zvinoita kuti azvifumure.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word