KwaunobvaDuramazwiHhadyana

Duramazwi · zita

hadyana

chikadyanakahembwechigapugapuchikari

Zvinoreva

Hadyana ihari yevhu yakaita diki, inobikirwa muriwo mudzimba.

1

Hadyana ihari yevhu yakaita diki, inobikirwa muriwo mudzimba.

Hadyana ihari yevhu yakaita diki, inobikirwa muriwo mudzimba.

Gwangura rupiza rwose muhadyana u-goisuka.

Zvakafanana

chikadyana · kahembwe · chigapu · gapu · chikari

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word