KwaunobvaDuramazwiHhadiyo

Duramazwi · zita

hadiyo

garlic

Zvinoreva

Hadiyo chirimwa chakafanana neonyeni chinoiswa muchikafu kuti chinhuhwirire.

1

Hadiyo chirimwa chakafanana neonyeni chinoiswa muchikafu kuti chinhuhwirire.

Amai vanoisa hadiyo muriwo kuti unhuwirire.

Hadiyo chirimwa chakafanana neonyeni chinoiswa muchikafu kuti chinhuhwirire.

Zvakafanana

gariki

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hadyana

Hadyana ihari yevhu yakaita diki, inobikirwa muriwo mudzimba.

Verenga

Swipe for the next word