KwaunobvaDuramazwiGgariki

Zvinoreva

Gariki chirimwa chakaita sehanyanisi, chinorungiswa muriwo kana kudyiwa chakadaro.

1

Gariki chirimwa chakaita sehanyanisi, chinorungiswa muriwo kana kudyiwa chakadaro.

Gariki chirimwa chakaita sehanyanisi, chinorungiswa muriwo kana kudyiwa chakadaro.

Mwana anga achitamba nemvura mumba ndokubva amuchakanyadza mose zvokuti hamugariki.

Gwenga inzvimbo ine ivhu rejecha, isinganayi mvura uye isingagariki navanhu nemhuka.

Zvakafanana

hadiyo

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

garikuni

Garikuni rudzi rwezishiri rine besu hombe, rinochengetwa pamusha uye rakakura kudarika huku.

Verenga

Swipe for the next word