KwaunobvaDuramazwiGgarikuni

Duramazwi · zita

garikuni

Zvinoreva

Garikuni rudzi rwezishiri rine besu hombe, rinochengetwa pamusha uye rakakura kudarika huku.

1

Gapa zinyama rinorembera pamhino yegarikuni.

Zvakafanana

teki

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

garingidza

Kana munhu achgaringidza zvinhu anenge achizvikanganisa kufamba nekungotaura kana kuita twusina maturo.

Verenga

Swipe for the next word