KwaunobvaDuramazwiGgarika

Duramazwi

garika

comfortable · affluent

-garisika-gara zvakanaka

Zvinoreva

Kugarika kuva munhu asina chaanoshaya uye asina zvinomunetsa mumwoyo.

1

Kugarika kuva munhu asina chaanoshaya uye asina zvinomunetsa mumwoyo.

Debra akatanga kushaya shungu nechikoro sezvo anga ogarika zvekudaro.

Akazvibvunza kuti paizogarika here pamba pacho uchigara nevanhu vanokuitira hutsinye hwakadaro?.

Zvekutoti ainge otoona kunge akagarika kana akatarisa property yaive mumba mabatakue aitoona sekunge yave yake.

Zvakafanana

-garisika · -gara zvakanaka

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gariki

Gariki chirimwa chakaita sehanyanisi, chinorungiswa muriwo kana kudyiwa chakadaro.

Verenga

Swipe for the next word