KwaunobvaDuramazwiGgararwa

Duramazwi · zita

gararwa

gosorwagaraundwa

Zvinoreva

Gararwa mazimate anenge madzi-hwa anobva pahuro kana munhu achinzwa gosorwa.

1

Gararwa zvinhu zvinotsvedza, zvinomera mumvura yava kuda kupwa, zviine ruvara rwegirini.

2

Zvakafanana

gosorwa · garaundwa

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word