KwaunobvaDuramazwiGgare gare

Duramazwi · zita

gare gare

later

mbaimbai

Zvinoreva

Gare gare nguva pfupi inotevera chiitiko.

1

Gare gare nguva pfupi inotevera chiitiko.

Vati gare gare phone yaVamhofu yakarira.

Pfimbi yegudo, gare-gare yapfukunurwa.

Chekai: Zvakanakai, ndigamuchidzei henyu asi tichazokudanai gare-gare.

Zvakafanana

mbaimbai

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gari

Kana munhu achiti gari zvaitika anenge achireva kuti dzimwe nguva zvaari kureva zvinenge zvaitika.

Verenga

Swipe for the next word