Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichinzi zvakazoitika pava pasipo, zvinenge zvazoitika mushure mechinguvana.
1
Kana zvinhu zvichinzi zvakazoitika pava pasipo, zvinenge zvazoitika mushure mechinguvana.
Kungodai pasipo, tikanzwa mhere yarira, tikashaya kuti munhu ambenge akanyararirei pose apa.
Zvakanetsa Tambaoga kuti asimudze baba vake achivaisa kumusana, asi pava pasipo akazvigona.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pasipoti
passport
VerengaSwipe for the next word