Duramazwi01 / 03pasukaKana chinhu chichipasuka chinenge chichibvira kupatsanura uchiisa zvimwe pazvo zvoga, zwimwewo pazvo zvoga.Verenga→
Duramazwi03 / 03pasure [pashure]Kana munhu akati achaita chinhu pasure anenge achireva kuti achazochiita kana apedza zvimwe zvaanenge achida kumboita.Verenga→