KwaunobvaDuramazwiPpasure [pashure]

Duramazwi

pasure [pashure]

Zvinoreva

Kana munhu akati achaita chinhu pasure anenge achireva kuti achazochiita kana apedza zvimwe zvaanenge achida kumboita.

1

Kana munhu akati achaita chinhu pasure anenge achireva kuti achazochiita kana apedza zvimwe zvaanenge achida kumboita.

Rangu sadza chimbovharai. Ndichadya pasure.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pasurira

Kupasurira kutora dzimwe dzembesa dzinenge dzakamera dzakawandisa panzvimbo imwe chete uchindodzisima pamwe.

Verenga

Swipe for the next word