KwaunobvaDuramazwiPpata

Duramazwi

pata

stupid · incomprehensible

Zvinoreva

Kana munhu akapata anenge achiita zvinhu zvisingaratidzi pfungwa dzakadzama uye zvinosvoresa nevanhu.

Kuti pata ruzha runoitwa nechinhu chakaita sedhaka kana poriji, kana chawira pasi chichibva mudenga.

1

Kuti pata pata kudonhera pasi kunoita ndove inenge yaitwa nemombe iri kufamba.

Mupata uri pakati pemakomo maviri makuru.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pata pata

Kuti pata pata kudonhera pasi kunoita ndove inenge yaitwa nemombe iri kufamba.

Verenga

Swipe for the next word