Duramazwi02 / 03pata pataKuti pata pata kudonhera pasi kunoita ndove inenge yaitwa nemombe iri kufamba.Verenga→
Duramazwi03 / 03patairaKana munhu kana chimwewo chinhu chichipataira chinenge chichitaridza kuti chiri kurwadziva zvakanyanya.Verenga→