KwaunobvaDuramazwiCchiputwa

Duramazwi · zita

chiputwa

Zvinoreva

Chinhu chakasunganidzwa mujira kana mubepa (packet/package).

1

Chinhu chakasunganidzwa mujira kana mubepa (packet/package).

Shamburoku ifodya yechimonera inozikanwa nokunhuhwirira kana ichiputwa.

Fodya imbesa inorimwa ichiita mashizha makuru, anozoomeswa nokutswanywa, ozopiswa achiputwa.

Eshitireyi kamudziyo kanoisirwa dota refodya inenge ichiputwa.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipuvira

Uyu munhu anongopindira munyaya dzevamwe asina kukokwa.

Verenga

Swipe for the next word