Duramazwi
Zvinoreva
Kunge usingaoni.
1
Kunge usingaoni.
Kana munhu achinzi anotsinzinya anenge achidada.
Kana munhu achinzi akatsinzinya anenge akapusa.
Kuba kutsinzinya nekusvinura maziso pakarepo.
2
Kana wakatsinzinya maziso unenge wakaavhara.
3
Kana munhu achinzi akatsinzinya anenge akapusa.
4
Kana munhu achinzi anotsinzinya anenge achidada.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsinzinyira
Kana munhu achitsinzinyira pakutaura anenge achitaura nekakuzvida, achimbopota achivhara maziso.
VerengaSwipe for the next word