KwaunobvaDuramazwiTtsinzinyira

Duramazwi

tsinzinyira

Zvinoreva

Kana munhu achitsinzinyira pakutaura anenge achitaura nekakuzvida, achimbopota achivhara maziso.

1

Rukope kuva nemaziso anenge anogara akatsinzinyira nguva dzose.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsinzinzi

Kuti tsinzinzi kuvhara maziso.

Verenga

Swipe for the next word