KwaunobvaDuramazwiRreya

Duramazwi · zita

reya

reya reya-reva

Zvinoreva

Reya inhumbi ine benga rinenge rakamira rega, rinogona kutamba-tamba.

Kureya kuenda nechokure, uchitya kana kuti usingadi kuonekwa.

1

Kumvacharika kufamba munhu akapfeka mamvemve ehembe, anenge achingoti reya reya.

Reya inhumbi ine benga rinenge rakamira rega, rinogona kutamba-tamba.

Kureya munhu kumurongera kuti umuwanikidze achiita zvacho zvawaifungira.

2

Reya inhumbi ine benga rinenge rakamira rega, rinogona kutamba-tamba.

Kureya munhu kumurongera kuti umuwanikidze achiita zvacho zvawaifungira.

Kureya kuenda nechokure, uchitya kana kuti usingadi kuonekwa.

3

4

Munhu ane maziso akareya anoona chinhu chiri mberi kwake, asi achiita seakatarisa divi.

Zvakafanana

reya reya

Zvine chekuita

-reva

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

reza

Reza rupande rwesimbi rutetetete rwakapinza mativi ose, runowanzoshandiswa kubvisa bvudzi, ndebvu kana kutema nyora.

Verenga

Swipe for the next word