KwaunobvaDuramazwiRrevesa

Duramazwi

revesa

Zvinoreva

Kana munhu achirevesa anenge ari kutaura chokwadi chake chaicho.

1

Kana munhu achirevesa anenge ari kutaura chokwadi chake chaicho.

Ndakatozvibvunza kuti asi vairara here nekuti kwaive kwatodoka zvekurevesa chaiko.

Apa ndipo paakachibva achizonyatsoona zvino kuti Mai Sipho vairevesa zvavaive vamuudza.

BaTakue vakanzwa mabondo avo kupera Simba coz Tanaka aiva pakurevesa.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

revha

Kurevha kutsika mafuta emotokari uchiregedza injini ichichema zvine ruzha.

Verenga

Swipe for the next word