KwaunobvaDuramazwiRreva

Duramazwi

reva

-bvira

Zvinoreva

Kutaura kana kududza.

Kana munhu achinzi areva anenge ataura zvinhu zvine musoro.

1

Kutaura kana kududza.

Iri izwi rinoshandiswa ku- reva kudivi kana kunzvimbo kune- nge kuine mutauiri.

Vakaona zvainge zvabikwa zvapera kureva kuti vainge varongerwa hondo naMai Takue.

Kureva donga rimwe riripo rinonyumwa.

2

Kureva kubudisa mashoko okutaura zvimwe zvinhu. Zvandareva mazvinzwa mukazvinzwisisa, ndiko kusaka moseka.

3

Kana uchiti ndinoreva nhingi ndiye waunenge uchidudza kana kutaura nezvake.

4

Kureva madudzirirwe anenge achiita zviri kuonekwa kana kufungwa. Kurira kuri kuita haya zvinoreva kuti mvura yava pedo.

5

Kana uchireva chimwe chinhu unenge uri kuchikumbira kuti uchipiwe. Chindipaika mvura iya yandamboreva.

6

Kunyeya.

7

Kana munhu achinzi areva anenge ataura zvinhu zvine musoro.

Iri izwi rinoshandiswa ku- reva kudivi kana kunzvimbo kune- nge kuine mutauiri.

Vakaona zvainge zvabikwa zvapera kureva kuti vainge varongerwa hondo naMai Takue.

Kureva donga rimwe riripo rinonyumwa.

Zvakafanana

-bvira

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

revera

Kurevera munhu kumumhan'arira uchibudisa mhosva yake pachena, zvinobva zvamuita kuti apinde mumatambudziko. Kana ukandirova ndinokurevera kuna baba.

Verenga

Swipe for the next word