Duramazwi
doma
-shara-sarudza
Duramazwi
Kutaura zita kana kusarudza.
Kutaura zita kana kusarudza.
Doma mamwe matambudziko ari kukonzereswa nenharembozha awakanzwawo munharaunda mako.
Doma mamwe mazwi mana asiri mudetembo umu akaumbwa zvakasiyana asi achireva zvakafanana.
Kana uchidoma unenge uchitaura mazita ezvinhu kana kudaidzira zvakanyorwa.
Kana ukadoma munhu unenge wamusarudza kuti apiwe chigaro kana kuti aite rimwe basa.
Mai Moyo ndivo vakadomwa kuti vave mukuru wemadzimai eruwadzano.
Kuravira.
Kududza.
-shara · -sarudza
Duramazwi
01 / 03domasi
tomato
VerengaSwipe for the next word