KwaunobvaDuramazwiDdombera

Duramazwi

dombera

Zvinoreva

Mvura yerubatsirwo.

1

Mvura yerubatsirwo.

Vanhu vanoziviswa matambudziko ari munyika akaita sekupararira kwechirwere chemanyoka, mukondombera.

Kuita chipfambi chinogona kumusiya akuvadzwa nekurohwa kana kubaiwa nemapanga -kutapurirwa chirwere chemukondombera.

Haiwa, makore ano kwakauya pfumo remukondombera.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word