KwaunobvaDuramazwiDdomasi

Duramazwi

domasi

tomato

bunodomatisi

Zvinoreva

Domasi chirimwa chakarerekera kumuriwo chinoberekwa nemudomasi, chinoibva chichitsvuka senhengeni, chichizoshandiswa kukangisa kana kurungisa muriwo pakubika.

1

Domasi chirimwa chakarerekera kumuriwo chinoberekwa nemudomasi, chinoibva chichitsvuka senhengeni, chichizoshandiswa kukangisa kana kurungisa muriwo pakubika.

Domasi rinogona kungodyiwa riri mbishi, riri pachingwa, kana kuti rakasanganawo nemimwe miriwo isina kubikwa.

Kana domasi richitsvukirisa usavi rinenge rachekere rwa marwuri nokuhupa kutarisika kunopa kuti munhu anzwe kuda kudya.

Zvakafanana

buno · domatisi

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dombe

Muchina weruzivo rwekunze.

Verenga

Swipe for the next word