Duramazwi · zita
Zvinoreva
Buno imhuno hombe.
Buno muchero wakatenderera, unotsvuka kana waibva, uye unorimwa mumapindu uchizobikiswa usavi kuti hunake.
1

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bunumunu
Bunumunu munhu asina kana chii zvacho chaakapfeka.
VerengaSwipe for the next word