KwaunobvaDuramazwiBbunha

Duramazwi · zita

bunha

Zvinoreva

Inzwi reruzivo.

Mwana oyaruka.

1

Inzwi reruzivo.

Amheno hako handiti ndiwe waimisa chipfuva kunge bunha rashaya varume uchi taura zvisina Basa.

Bunha mwanasikana achangotanga kumera mazamu, anenge otaridza kuti ava kuyaruka.

Bunha rudzi rwenhanga rinotangira mamwe ese kuibva.

2

3

4

Bunha mwana anenge azvarwa.

5

Bunha rudzi rwenhanga rinotangira mamwe ese kuibva.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bunhuro

Bunhuro imbesa dzinenge dzakavhengana nemarara, dzisati dzapepetwa.

Verenga

Swipe for the next word