KwaunobvaDuramazwiDdombwe

Duramazwi · zita

dombwe

Zvinoreva

Dombwe chikwenzi chinobereka maruva akawanda anotaridzika kunge mazai, anowanzobuda mumwedzi waMbudzi.

1

Madombwe itsika yokuperekedza musikana akaroorwa kumurume wake.

Zvakafanana

dombo

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dome

Kuenda dome kurasika gwara rezvinofanira kuitwa.

Verenga

Swipe for the next word