KwaunobvaDuramazwiDdokotoko

Duramazwi · zita

dokotoko

Zvinoreva

Uyu munhu muhombe ane muviri usina kusimba.

Kana zuva riri dokotoko kunenge kuchipisa zvikuru.

1

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dokwa dokwa

Kuti dokwa dokwa kuva nechishuvo chikuru nechimwe chinhu. Mwoyo wavo unoti dokwa dokwa kuti dai vawana nyama.

Verenga

Swipe for the next word