Duramazwi
dodonga
-donongodza-Isetsenura
Duramazwi
Kudodonga kudoma zvinhu uchiita chimwe nechimwe kusvikira zvapera zvose.

Kana munhu achidodonga anenge achinyatsotsanangura zvizere.

-donongodza · -Isetsenura
Duramazwi
01 / 03dodonya
Kana munhu achidodonya zai anenge achiriputsa nokurirova-rova nechimumwe kana nebanga.
VerengaSwipe for the next word