Duramazwi
-chechenya
Zvinoreva
Kana munhu achidodonya zai anenge achiriputsa nokurirova-rova nechimumwe kana nebanga.
1

Chitsereso ibwe rinoshandiswa kudodonya guyo kuti rigonyatsokuya.
Kana shiri kana huku zvichidodonya mazai azvo zvinenge zvichiachobora kuti avhurike, vana vabude.
2

Zvakafanana
-chechenya
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dodoo
Kuti dodoo kurondedzera nyaya nomazvo pasina kusiyirira.
VerengaSwipe for the next word