Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dododo kuita kuti zvinhu zvinonoke kuitika.
1
Kuti dododo kuita kuti zvinhu zvinonoke kuitika.
Taidai takawana svondo isati yapindwa, dai asina kuti dododo achipfeka svutu yake.
Kuti dododo kuita kuti zvinhu zvinonoke kuitika.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dodonga
Kudodonga kudoma zvinhu uchiita chimwe nechimwe kusvikira zvapera zvose.
VerengaSwipe for the next word