Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi mudodo anenge ari mupfupi, aine kamuviri kadiki.
Izwi reruzivo pamberi.
Kana munhu achinzi mudodo anenge ari mupfupi, aine kamuviri kadiki.
Ukaroora mukadzi mudodo unochembera iye achingotaridzika semhandara.
Kana uchitamba nhodo dombo raunokanda mudenga rinonzi mudodo, asi matombo anenge ari mugomba anonzi nhodo.
Mudodo kabwe kana mhodzi inoshandiswa ichikandwa mudenga, pakutamba mutambo wevana wenhodo.
Izwi reruzivo pamberi.
Ukaroora mukadzi mudodo unochembera iye achingotaridzika semhandara.
Kana uchitamba nhodo dombo raunokanda mudenga rinonzi mudodo, asi matombo anenge ari mugomba anonzi nhodo.
Akaroora mukadzi mudodo, asina kana nekanongo zvako.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dodocha
Kudodocha kutaura chirahwe chamunobvazve madudzira mega nokuti vamunenge muchikwikwidzana navo vanenge vachikonewa.
VerengaSwipe for the next word